Hymn 378 Garai makagadzira Lyrics treasurehymns 5 months ago Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymn 378 Garai makagadzira Lyrics 1 Garai makagadzirira hamuzive musi nenguva Apo murumbwana womunhu anouya Oh! Kuzotora Vagere navakafa x2 2 She anouya, anouya x3 3 Oh! Kuzotora vagere navakafa