Hymn 376 Ndinogara padhuze Lyrics treasurehymns 5 months ago Nziyo Dzekereke RCZ hymnal Hymn 376 Ndinogara padhuze Lyrics 1 Ndinogara padhuze Ndichitaura naBaba x2 2 Dhuze dhuze dhuze naBaba x4 Nginogara padhuze Ndichitaura naMwari Ndinogara padhuze ndichitaura naJesu.