Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 34 Chinzwa nzwi raJesu Lyrics
1
Chinzwa nzwi raJe……su,
Muchengeti wa……ko
Unoreva kwouri.
Unondida he……re?
2
Ndakusunungu…..ra,
Vanga ndakara…..pa;
Wanga warashi……ka,
Ukazowani…..kwa.
3
Ko mai vangara…..sha
Mwana wavapo…..na?
Nyangwe vomusi…..ya
Ndichasikufu…..nga!
4
Rudo rwangu u…..rwo
Haruno mugu……mo;
Nyasha yangu ihuru,
Dzinesimba gu……ru!