Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 280 Mwoyo wangu unofara sei Lyrics
1
Mwoyo wangu unofara sei,
Jesu unondida ndingaonga nei?
Mwoyo wangu unofara sei,
Unofarisisa sei.
Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 280 Mwoyo wangu unofara sei Lyrics
1
Mwoyo wangu unofara sei,
Jesu unondida ndingaonga nei?
Mwoyo wangu unofara sei,
Unofarisisa sei.