Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 279 Mwari unonzwa mikumbiro Lyrics
1
Mwari unonzwa mikumbiro,
Ndinoziva kwazvo unonzwa;
Ndakazvionawo ndimene;
Mumurumbidzei!
Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 279 Mwari unonzwa mikumbiro Lyrics
1
Mwari unonzwa mikumbiro,
Ndinoziva kwazvo unonzwa;
Ndakazvionawo ndimene;
Mumurumbidzei!