Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 207 Kudzai SHE Lyrics

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 207 Kudzai SHE Lyrics

 

1
Kudzai SHE! Kudzai SHE!
Hareruya! Zvakanaka kufarira
Wedenga wedu!
Kudzai SHE! Kudzai SHE!
Kurumbidza SHE kwakafanira!
Hareruya!
Kudzai SHE! Kudzai SHE!
Kurumbidza SHE kwakafanira!
Hareruya!
Kudzai SHE! Kudzai SHE!
Kurumbidza SHE wakafanira
Hareruya!
Kudzai SHE, Kudzai SHE
Hareruya!

Exit mobile version