Nziyo Dzekereke RCZ hymnal
Hymn 205 Ndomuruka Lyrics
1
Ndomuruka, ndomuruka,
Ndiinde kwaBambo;
Ndichandoti kwavari:
Bambo! Bambo! Ndakatadza, ndatadza,
Ndakatadzira imi SHE, nokudenga
Handichafaniri kuzoidzwa mwana!
Ndomuruka, ndomuruka,
Ndi’nde kwaBambo, Bambo!