Site icon Treasure Hymns In Shona

Hymn 108 Tsime romufaro wose Lyrics

Nziyo Dzekereke RCZ hymnal

Hymn 108 Tsime romufaro wose Lyrics

 

1
Tsime romufaro wose!
Mwoyo wokuo…..nga
Chindipai mazuva ose,
Ndigomurumbi…..dza.

2
Ino Ebenez’re yangu!
Mandisvitsa pa…..no.
Bambo ndisesedzwe hangu
Ndigosvika u…..ko.

3
Jesu ndiwakanditsvaka,
Ndanga ndarashi…..ka;
Wakandiripire mhaka,
Ndiwakandifi…..ra.

4
Nyasha dzenyu dzakurisa,
Dzondipavhuri…..ra;
Ndidzo dzichandisimbisa
Kumunamati…..ra.

5
Bambo, ndinoziva hangu,
Ndinosimusi…..ya:
Bva ndomupa mwoyo wangu,
Mugouchenge…..ta.

Exit mobile version